Mabasa 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakaʋaɓata, ʋakaʋaisa mutoroŋgo kuȿikira maŋgwana; nokuti akaŋga aʋa maɗekwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Vakavabata, vakavaisa mutorongo kusvikira mangwana; nokuti akanga ava madekwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakavabata vakavaisa mujeri kusvikira mangwana acho nokuti akanga atova mauro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vakabata Petro naJohani, uye nokuda kwokuti aiva manheru, vakavaisa mujeri kusvikira zuva raitevera. See the chapter |