Mabasa 24:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Paakadaidzwa, Teturosi akatangisa kumupa mhosva akati, “Changamire, vaFerekisi nenzira yokuti nokuda kwenyu tine rugare rukuru uye nokutichengeta kwenyu zvinhu zvizhinji zviri kunatsiridzwa kurudzi rwedu urwu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iye akati aɗanwa, Terturo akataŋga kumupomera mhoȿa aciti: Ɀatinoʋona rugare rukuru nemi, norudzi urwu ɀarunoruramisirwa mhoȿa nokuɓata kwenyu kwakanaka; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Iye akati adanwa, Terituro akatanga kumupomera mhosva achiti, “Zvatinoona rugare rukuru nemi, norudzi urwu zvarunoruramisirwa mhosva nokubata kwenyu kwakanaka; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Paakadaidzwa, Teturosi akatangisa kumupa mhosva akati, “Changamire, vaFerekisi nenzira yokuti nokuda kwenyu tine rugare rukuru uye nokutichengeta kwenyu zvinhu zvizhinji zviri kunatsiridzwa kurudzi rwedu urwu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Paakadaidzwa, Teturosi akatangisa kumupa mhosva akati, “Changamire, vaFerekisi nenzira yokuti nokuda kwenyu tine rugare rukuru uye nokutichengeta kwenyu zvinhu zvizhinji zviri kunatsiridzwa kurudzi rwedu urwu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pauro akati adaidzwa kuti apinde, Teturo akasvitsa nyaya yake kuna Ferikisi achiti, “Isu takafadzwa nenguva refu yorugare pasi poutongi hwenyu, uye kunzwisisa kwenyu kwakashandura rudzi urwu. See the chapter |