Mabasa 22:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino avo vakanga vaneni vakaona chiedza asi havana kunzwa izwi rewakanga achitaura kwandiri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ʋaiʋa neni ʋakaʋona ciedza, asi haʋanakunzwa inzwi rowakataura neni. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino vaiva neni vakaona chiedza, asi havana kunzwa izwi rowakataura neni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Zvino avo vakanga vaneni vakaona chiedza asi havana kunzwa izwi rewakanga achitaura kwandiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Zvino avo vakanga vaneni vakaona chiedza asi havana kunzwa izwi rewakanga achitaura kwandiri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Shamwari dzangu dzakaona chiedza, asi hadzina kunzwa inzwi raiye akanga achitaura neni. See the chapter |