Mabasa 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Iʋo ʋakati ʋacinzwa, kuti wotaura naʋo norurimi rweciHeberu, ʋakanyanya kunyarara. Iye akati: See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Ivo vakati vachinzwa, kuti wotaura navo norurimi rwechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Iye akati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pavakanzwa kuti aitaura kwavari nechiHebheru vakabva vatonyarara zvikuru. Iye akati, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pavakanzwa achitaura kwavari nechiHebheru, vakanyanya kunyarara. Ipapo Pauro akati, See the chapter |