Mabasa 2:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino tinogoʋanzwa seiko mumŋe nomumŋe norurimi rweɗu, rwatakaɓerekwa narwo? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino tinogovanzwa seiko mumwe nomumwe norurimi rwedu, rwatakaberekwa narwo? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zviri kuitika sei kuti mumwe nomumwe wedu ari kuvanzwa vachitaura norurimi rwake? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Zvino seiko mumwe nomumwe wedu achivanzwa nomutauro waakaberekwa nawo? See the chapter |