Mabasa 2:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 ʋakateŋgesa fuma yaʋo nenhumbi, ʋakagoʋana naʋose, mumŋe nomumŋe paakashaiwa napo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 vakatengesa pfuma yavo nenhumbi, vakagovana navose, mumwe nomumwe paakashayiwa napo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Vaitengesa zvavaiva nazvo nezvinhu zvavo vachizvigovera vose, munhu achipiwa zvaainge asina. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Vachitengesa zvavaiva nazvo nenhumbi dzavo, vakapa kuna ani naani aishayiwa. See the chapter |