Mabasa 2:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ʋakatsuŋgirira pakudzidzisa kwaʋaapostora, napakuyanana kwaʋo, napakumeɗura ciŋgwa, napaminyeŋgetero. See the chapterShona Bible 1949 revised 200242 Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapostori, napakuyanana kwavo, napakumedura chingwa, napaminyengetero. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona42 Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 Vakazvipira pakudzidzisa kwavapostori napakuwadzana, pakumedura chingwa uye napakunyengetera. See the chapter |