Online Bible

- Advertisements -

Mabasa 2:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 ɀaaiʋona ɀiri mberi, wakareʋa pamsoro pokumuka kwaKristu, kuti haanakusiyiwa paHadesi, nenyama yake hainakuʋora.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 zvaaiona zviri mberi, akareva pamusoro pokumuka kwaKristu, kuti haana kuora.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Achiona zviri mberi, akataura nezvokumuka kwaKristu, kuti akanga asina kusiyiwa muguva, uye muviri wake hauna kuona kuora.

See the chapter Copy

Mabasa 2:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements