Mabasa 2:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti hamuŋgasiyi mŋeya waŋgu muHadesi; Hamuŋgaisi Mutȿene wenyu kuti aʋone kuʋora. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Nokuti hamungasiyi mweya wangu muHadhesi; Hamungaisi Mutsvene wenyu kuti aone kuora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 nokuti imi hamuzondisiyi muguva, uye hamungaregi Mutsvene wenyu achiona kuora. See the chapter |