Mabasa 2:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pakarepo kwakava nokutinhira kuchibva kudenga kuchinge kuvhuvhuta kwemhepo inesimba kukazadza imba yose yavakanga vagere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovuvuta nesimba kwakabva kuɗeŋga, kukazadza imba yose maʋakaŋga ʋagere. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga, kukazadza imba yose mavakanga vagere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pakarepo kwakava nokutinhira kuchibva kudenga kuchinge kuvhuvhuta kwemhepo inesimba kukazadza imba yose yavakanga vagere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pakarepo kwakava nokutinhira kuchibva kudenga kuchinge kuvhuvhuta kwemhepo inesimba kukazadza imba yose yavakanga vagere. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Pakarepo kutinhira sokwemhepo inovhuvhuta nesimba kwakabva kudenga kukazadza imba yose yavakanga vagere. See the chapter |