Mabasa 2:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti vanhu ava havana kudhakwa sezvamuri kufunga nokuti ruchiri rudziyakamwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 nokuti aʋa haʋana‐kuɓatwa, seɀamunofuŋga imi, ɀaiciri ŋguʋa yecitanhatu yezuʋa, See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 nokuti ava havana kubatwa, sezvamunofunga imi, zvaichiri nguva yechitanhatu yezuva, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti vanhu ava havana kudhakwa sezvamuri kufunga nokuti ruchiri rudziyakamwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti vanhu ava havana kudhakwa sezvamuri kufunga nokuti ruchiri rudziyakamwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Vanhu ava havana kudhakwa sezvamunofungidzira zvaichiri nguva yepfumbamwe mangwanani kudai! See the chapter |