Mabasa 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vose vakakatyamara vakakangaidzwa vachitaurirana vachiti, “Ko zvinoreveiko izvi?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakakatyamara ʋose, ʋakakaŋganiswa, ndokutaurirana, ʋaciti: Iɀi ɀinoti kuɗiniko? See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Vakakatyamara vose, vakakanganiswa, ndokutaurirana, vachiti, “Izvi zvinoti kudiniko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vose vakakatyamara vakakangaidzwa vachitaurirana vachiti, “Ko zvinoreveiko izvi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vose vakakatyamara vakakangaidzwa vachitaurirana vachiti, “Ko zvinoreveiko izvi?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakakatyamara uye vakakanganisika, vakabvunzana vachiti, “Zvinoreveiko izvi?” See the chapter |