Mabasa 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 munhu, wainamata nowaitya Mŋari, iye naʋeimba yake yose, waipa ʋanhu ɀipo ɀizhinji, nokunyeŋgetera kunaMŋari misi yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 munhu, ainamata noaitya Mwari, iye naveimba yake yose, aipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kuna Mwari misi yose. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Iye nemhuri yake vakanga vakazvipira uye vaitya Mwari; aipa kwazvo kuna vanoshayiwa uye ainyengetera kuna Mwari nguva dzose. See the chapter |