Mabasa 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino wakati areʋa iɀoɀi, akakwidzwa, ʋacitaririra; gore rikamubvisa, ʋakasazomuʋona. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mushure mokunge ataura izvi, akakwidzwa kudenga pamberi pameso avo chaipo, uye gore rikamufukidza vakasazomuona. See the chapter |