Mabasa 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kuȿikira zuʋa raakakwidzwa, amboraira noMŋeya Mutȿene ʋaapostora ʋaakaŋga asanaŋgura; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 kusvikira zuva raakakwidzwa, amborayira naMweya Mutsvene vapostori vaakanga atsanangura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga, shure kwokunge arayira, kubudikidza noMweya Mutsvene, vapostori vaakanga asarudza. See the chapter |