Joshua 9:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ivo vakati kuna Joshuwa, “Tiri varanda venyu.” Joshuwa akati kwavari, “Ko ndimi vanaani? Munobva kupi?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iʋo ʋakati: Tiri ʋaranda ʋenyu. Joshua akati kwaʋari: Ndimi aniko? Munobvepi? See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Ivo vakati, “Tiri varanda venyu.” Joshua akati kwavari, “Ndimi aniko? Munobvepi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ivo vakati kuna Joshuwa, “Tiri varanda venyu.” Joshuwa akati kwavari, “Ko ndimi vanaani? Munobva kupi?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ivo vakati kuna Joshuwa, “Tiri varanda venyu.” Joshuwa akati kwavari, “Ko ndimi vanaani? Munobva kupi?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ivo ndokuti kuna Joshua, “Tiri varanda venyu.” Asi Joshua akavabvunza achiti, “Ndimi vanaani uye munobvepi?” See the chapter |