Joshua 6:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Chinzwa, ndaisa Jeriko mumaoko ako zvose namambo waro navarwi varo vehondo vakasimba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Jehova akati kunaJoshua: Tarira, ndakapa mumaʋoko ako Jeriko, namambo waro, naʋarume ʋaro ʋanesimba noʋumhare. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Tarira, ndakapa mumaoko ako Jeriko, namambo waro, navarume varo vane simba noumhare. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Chinzwa, ndaisa Jeriko mumaoko ako zvose namambo waro navarwi varo vehondo vakasimba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Chinzwa, ndaisa Jeriko mumaoko ako zvose namambo waro navarwi varo vehondo vakasimba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Tarira, ndaisa Jeriko mumaoko ako, pamwe chete namambo waro navarume varo vehondo. See the chapter |