Joshua 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Nhasi uno ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwenyu kwokuIjipiti.” Ndosaka zita renzvimbo iyoyo richinzi Girigari kusvikira pari nhasi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino Jehova akati kunaJoshua: Nhasi ndabvisa kwamuri kuɀidzwa kwamakaɀidzwa nako naʋaEgipita. Naiɀoɀo nɀimbo iyo yakanzi Girgari, kuȿikira nhasi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwamakazvidzwa nako navaIjipiti.” Naizvozvo nzvimbo iyo yakanzi Girigari, kusvikira nhasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Nhasi uno ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwenyu kwokuIjipiti.” Ndosaka zita renzvimbo iyoyo richinzi Girigari kusvikira pari nhasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Nhasi uno ndabvisa kwamuri kuzvidzwa kwenyu kwokuIjipiti.” Ndosaka zita renzvimbo iyoyo richinzi Girigari kusvikira pari nhasi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Nhasi ndabvisa kuzvidzwa kweIjipiti pamuri.” Saka nzvimbo iyoyo yakanzi Girigari, kusvikira nanhasi. See the chapter |