Joshua 22:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 akati kwaʋari: Makaita ɀose ɀamakarairwa naMosesi muranda waJehova, nokuterera ʋo inzwi raŋgu paɀose ɀandakakurairai; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarairwa naMosesi muranda waJehovha, nokutererawo izwi rangu pazvose zvandakakurairai; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 akavati, “Makachengeta zvose zvamakaudzwa naMosesi muranda waTenzi, mukanditeerera pane zvose zvandakakuudzai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 akati kwavari, “Makaita zvose zvamakarayirwa naMozisi muranda waJehovha uye makateerera zvose zvandakakurayirai. See the chapter |