Joshua 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kuzoti kwasviba, tave kupfiga suo guru reguta, varume ivavo vabva vaenda. Zvino handisi kuziva kwavaenda nako. Vateverei nokukurumidza, munotovabata.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino neŋguʋa yokupfigwa kwesuʋo, kwaȿiɓa, ʋarume ʋakaɓuɗa ɀe; kwaʋakazoenda iʋo ʋarume, ini handikuziʋi; kurumidzai kuʋateʋera, nokuti muŋgandoʋaɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Zvino nenguva yokupfigwa kwesuo, kwasviba, varume vakabudazve; kwavakazoenda ivo varume, ini handikuzivi; kurumidzai kuvatevera, nokuti mungandovabata.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kuzoti kwasviba, tave kupfiga suo guru reguta, varume ivavo vabva vaenda. Zvino handisi kuziva kwavaenda nako. Vateverei nokukurumidza, munotovabata.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kuzoti kwasviba, tave kupfiga suo guru reguta, varume ivavo vabva vaenda. Zvino handisi kuziva kwavaenda nako. Vateverei nokukurumidza, munotovabata.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvino kwati zvarara yava nguva yokupfiga suo reguta, varume ava vakaenda. Handizivi kuti vakaenda vakanangepi. Vateverei nokukurumidza, pamwe mungangovabata.” See the chapter |