Joshua 2:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu rokuti, “Buritsa varume vauya kwauri vapinda mumba mako nokuti vauya kuzosora nyika yose.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino mambo weJeriko akatuma shoko kunaRakabi, akati: Ƃuɗisa ʋarume ʋakaȿika kwauri, ʋapinda mumba mako, nokuti ʋaʋuya kuzoshora nyika yose. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rakabhi, akati, “Budisa varume vakasvika kwauri, vapinda mumba mako, nokuti vauya kuzoshora nyika yose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu rokuti, “Buritsa varume vauya kwauri vapinda mumba mako nokuti vauya kuzosora nyika yose.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo mambo weJeriko akatuma shoko kuna Rahabhu rokuti, “Buritsa varume vauya kwauri vapinda mumba mako nokuti vauya kuzosora nyika yose.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo mambo weJeriko akatumira shoko kuna Rahabhi achiti, “Budisa varume vauya kwauri vakapinda mumba mako, nokuti vauya kuzosora nyika yose.” See the chapter |