Online Bible

- Advertisements -

Joshua 2:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Chinzwa kana tava kuzopinda munyika ino sungirira kamucheka katsvuku aka pawindo paunotiburitsa napo uchitidzikisa pasi. Unganidza vana baba naamai vako, nehanzvadzi dzako nemhuri yose yababa wako, mumba mako.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Tarira, ŋguʋa yatinopinda panyika ino, unofanira kusuŋgira ɓote iri dɀuku rakakoshwa pawindi pawakatiɓurusira pasi napo; unofanira ʋo kuʋuŋganidza mumba mako ɓaɓa ʋako, namai ʋako, nehanɀadzi dzako, naʋose ʋeimba yaɓaɓa ʋako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Tarira, nguva yatinopinda panyika ino, unofanira kusungira bote iri dzvuku rakakoswa pawindo pawakatiburusira pasi napo; unofanirawo kuunganidza mumba mako baba vako, namai vako, nehanzvadzi dzako, navose veimba yababa vako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Chinzwa kana tava kuzopinda munyika ino sungirira kamucheka katsvuku aka pawindo paunotiburitsa napo uchitidzikisa pasi. Unganidza vana baba naamai vako, nehanzvadzi dzako nemhuri yose yababa wako, mumba mako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Chinzwa kana tava kuzopinda munyika ino sungirira kamucheka katsvuku aka pawindo paunotiburitsa napo uchitidzikisa pasi. Unganidza vana baba naamai vako, nehanzvadzi dzako nemhuri yose yababa wako, mumba mako.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 kunze kwokuti, patinopinda munyika, uchange wasungirira tambo tsvuku iyi pawindo rawatidzikisa naro, uye kunze kwokunge wapinza baba vako namai vako, hanzvadzi dzako nemhuri yako yose mumba mako.

See the chapter Copy

Joshua 2:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements