Joshua 18:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi kwakange kuchine madzinza manomwe avaIsiraeri akanga asati atora nyika yawo yenhaka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Asi pakati paʋana ʋaIsraeri kwakaŋga kwasara marudzi manomŋe akaŋga acigere kukamurirwa nhaka yawo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Asi pakati pavana vaIsiraeri kwakanga kwasara marudzi manomwe akanga achigere kukamurirwa nhaka yawo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Asi kwakange kuchine madzinza manomwe avaIsiraeri akanga asati atora nyika yawo yenhaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Asi kwakange kuchine madzinza manomwe avaIsiraeri akanga asati atora nyika yawo yenhaka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi kwakanga kwasara marudzi manomwe avaIsraeri akanga asati agoverwa nhaka yawo. See the chapter |