Online Bible

- Advertisements -

Jona 4:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Saka naizvozvo ndapota TENZI ndiurayei zvenyu nokuti zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti ndirarame.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Saka Jehova, ɀino cinditorerai henyu ʋupenyu bgaŋgu; nokuti ɀirinani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Saka Jehovha, zvino chinditorerai henyu upenyu hwangu; nokuti zviri nani kwandiri kuti ndife pakuti ndirarame.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Saka naizvozvo ndapota TENZI ndiurayei zvenyu nokuti zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti ndirarame.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Saka naizvozvo ndapota TENZI ndiurayei zvenyu nokuti zviri nani kuti ndife zvangu pano kuti ndirarame.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvino, imi Jehovha, torai zvenyu upenyu hwangu, nokuti zviri nani kuti ndife zvangu pano kurarama.”

See the chapter Copy

Jona 4:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements