Online Bible

- Advertisements -

Jona 2:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Mŋeya waŋgu wakati uciziya mukati maŋgu, ndikaraŋgarira Jehova; Munyeŋgetero waŋgu ukapinda kwamuri mutembere yenyu tȿene.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Mweya wangu wakati uchiziya mukati mangu, ndikarangarira Jehovha; Munyengetero wangu ukapinda kwamuri muTemberi yenyu tsvene.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Mweya wangu pawakapera simba mukati mangu, ndakarangarira TENZI; munamato wangu wakasvika kwamuri muTemberi yenyu inoera.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Upenyu hwangu pahwakanga hwotiza, ndakakurangarirai, imi Jehovha, uye munyengetero wangu wakauya kwamuri, kutemberi yenyu tsvene.

See the chapter Copy

Jona 2:7

Follow us:

Advertisements

Advertisements