Johane 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tinoziva kuti Mwari haateeri vatadzi, asi kana munhu ari munamati waMwari, uye achiita kuda kwake, Mwari anomunzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Tinoziʋa kuti Mŋari haanzwi ʋatadzi; asi kana munhu acishumira Mŋari, aciita kuɗa kwake, unomunzwa iye. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Tinoziva kuti Mwari haanzwi vatadzi; asi kana munhu achishandira Mwari, achiita kuda kwake, anomunzwa iye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tinoziva kuti Mwari haateeri vatadzi, asi kana munhu ari munamati waMwari, uye achiita kuda kwake, Mwari anomunzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Tinoziva kuti Mwari haateeri vatadzi, asi kana munhu ari munamati waMwari, uye achiita kuda kwake, Mwari anomunzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Tinoziva kuti Mwari haanzwi vatadzi. Anonzwa munhu anomutya uye anoita kuda kwake. See the chapter |