Johane 9:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo, vakatizve kubofu riya, “Ko iwe unotii nezvake zvaakusvinudza maziso.” Iye akati, “Munhu uyu muporofita.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino ʋakati ɀe kuɓofu: Iwe unoti kuɗiniko pamsoro pake, ɀaakaȿinudza meso ako? Akati: Muprofita. See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino vakatizve kubofu, “Iwe unoti kudiniko pamusoro pake, zvaakasvinudza meso ako?” Akati, “Muporofita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo, vakatizve kubofu riya, “Ko iwe unotii nezvake zvaakusvinudza maziso.” Iye akati, “Munhu uyu muporofita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Naizvozvo, vakatizve kubofu riya, “Ko iwe unotii nezvake zvaakusvinudza maziso.” Iye akati, “Munhu uyu muporofita.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Pakupedzisira vakadzokerazve kumurume uya akaberekwa ari bofu vakati, “Ko, iwe unoti kudini naye, sezvo akasvinudza meso ako.” Murume uya akapindura akati, “Muprofita.” See the chapter |