Johane 9:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino waiva musi weSabata Jesu paakakanya tudhaka akamuzarura maziso ake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino raiʋa saɓata zuʋa iro Jesu raakakanya ɗope naro, akaȿinudza meso ake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino raiva Sabata zuva iro Jesu raakakanya dope naro, akasvinudza meso ake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Zvino waiva musi weSabata Jesu paakakanya tudhaka akamuzarura maziso ake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Zvino waiva musi weSabata Jesu paakakanya tudhaka akamuzarura maziso ake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Zvino zuva iro rakakanyiwa dope rikazorwa pameso omurume uya naJesu, raiva zuva reSabata. See the chapter |