Johane 9:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Wakati acipfuʋura, akaʋona munhu wakaŋga ari ɓofu kubva pakuɓerekwa kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 Akati achipfuura, akaona munhu akanga ari bofu kubva pakuberekwa kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 Jesu paakanga achipfuura zvake akaona munhu akaberekwa ari bofu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Akati achifamba, akaona murume akanga aberekwa ari bofu. See the chapter |