Johane 8:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 VaJudha vakati kwaari, “Iwe hausati wava namakore makumi mashanu ndopaungati wakaona Abhurahamu iwe?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 Ipapo ʋaJuda ʋakati kwaari: Iwe ugere kuȿika makore anamakumi mashanu, wakaʋona Abrahama sei? See the chapterShona Bible 1949 revised 200257 Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Iwe ugere kusvika makore ana makumi mashanu, wakaona Abhurahamu sei?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 VaJudha vakati kwaari, “Iwe hausati wava namakore makumi mashanu ndopaungati wakaona Abhurahamu iwe?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona57 VaJudha vakati kwaari, “Iwe hausati wava namakore makumi mashanu ndopaungati wakaona Abhurahamu iwe?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 VaJudha vakati, “Iwe hausati watombova namakore makumi mashanu okuzvarwa, asi unoti iwe wakaona Abhurahama!” See the chapter |