Johane 8:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Abrahama, ɓaɓa ʋenyu, ʋakafara, ʋaciti ʋacaʋona zuʋa raŋgu; ʋakariʋona, ʋakafara. See the chapterShona Bible 1949 revised 200256 “Abhurahamu, baba venyu, vakafara, vachiti, vachaona zuva rangu; vakariona, vakafara.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona56 Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Baba venyu Abhurahama vakafara pavakafunga kuti vachaona zuva rangu; vakariona uye vakafara.” See the chapter |