Online Bible

- Advertisements -

Johane 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino muMutemo, Mosesi akati tinofanira kutaka namabwe munhu akadai. Zvino imi munoti kudii naye?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Mosesi wakatiraira pamurairo kuti ʋakadzi ʋakaɗaro ʋatakwe namabge; ɀino imi munoti kuɗiniko?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Zvino Mosesi akatirayira mumurayiro kuti vakadzi vakadaro vatakwe namabwe; zvino imi munoti kudiniko?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvino muMutemo, Mosesi akati tinofanira kutaka namabwe munhu akadai. Zvino imi munoti kudii naye?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Zvino muMutemo, Mosesi akati tinofanira kutaka namabwe munhu akadai. Zvino imi munoti kudii naye?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 MuMurayiro Mozisi akatirayira kuti titake namabwe vakadzi vakadai. Zvino imi munoti kudii?”

See the chapter Copy

Johane 8:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements