Johane 8:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 ƲaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Hatinakureʋa kwaɀo here, ticiti: Uri muSamaria, unomŋeya wakaipa? See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 VaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Hatina kureva here, tichiti, uri muSamaria, une mweya wakaipa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 VaJudha vakamupindura vakati, “Hatina kutaura chokwadi here patakati uri muSamaria uye kuti une dhimoni?” See the chapter |