Johane 8:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Munhu waMwari anonzwa zvinotaurwa naMwari nezvo imi hamuzvinzwi nokuti hamusi vanhu vaMwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Uri waMŋari, unonzwa mashoko aMŋari; imi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamuzati muri ʋaMŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Ari waMwari, anonzwa mashoko aMwari; imi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamusiri muri vaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Munhu waMwari anonzwa zvinotaurwa naMwari nezvo imi hamuzvinzwi nokuti hamusi vanhu vaMwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Munhu waMwari anonzwa zvinotaurwa naMwari nezvo imi hamuzvinzwi nokuti hamusi vanhu vaMwari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Uyo ari waMwari anonzwa zvinorehwa naMwari. Chinoita kuti murege kunzwa ndechokuti imi hamusi vaMwari.” See the chapter |