Online Bible

- Advertisements -

Johane 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ʋanyori naʋaFarise ʋakaʋuya kwaari nomukadzi wakaŋga aɓatwa acifeʋa ʋakamuisa pakati paʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Vanyori navaFarisi vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achipfeva vakamuisa pakati pavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Nyanzvi dzomutemo navaFarisei vakauya kwaari nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamumisa pakati vakati kuna Jesu,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vadzidzisi vomurayiro navaFarisi vakapinda nomukadzi akanga abatwa achiita upombwe. Vakamuita kuti amire pamberi peboka

See the chapter Copy

Johane 8:3

Follow us:

Advertisements

Advertisements