Johane 8:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi havana kunzwisisa kuti aivataurira nezvaBaba. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Asi haʋana‐kunzwisisa kuti unoʋaʋudza ɀaƂaɓa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Asi havana kunzwisisa kuti anovaudza zvababa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Asi havana kunzwisisa kuti aivataurira nezvaBaba. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Asi havana kunzwisisa kuti aivataurira nezvaBaba. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Havana kunzwisisa kuti akanga achivaudza nezvaBaba. See the chapter |