Johane 8:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akatizve, “Ndava kuenda, imi muchanditsvaka asi muchafira muzvitadzo zvenyu. Kwandiri kuenda, imi hamukwanisi kuuyako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino wakati ɀe kwaʋari: Ndinoenda, mucanditȿaka, mukafira muɀiʋi ɀenyu; pandinoenda, imi hamuŋgaʋuyi’po. See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akatizve kwavari, “Ndinoenda, muchanditsvaka, mukafira muzvivi zvenyu; pandinoenda, imi hamungauyipo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Akatizve, “Ndava kuenda, imi muchanditsvaka asi muchafira muzvitadzo zvenyu. Kwandiri kuenda, imi hamukwanisi kuuyako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona21 Akatizve, “Ndava kuenda, imi muchanditsvaka asi muchafira muzvitadzo zvenyu. Kwandiri kuenda, imi hamukwanisi kuuyako.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Jesu akatizve kwavari, “Ndiri kuenda, uye imi muchanditsvaka, uye muchafira muzvivi zvenyu. Kwandinoenda, imi hamungauyiko.” See the chapter |