Johane 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati kwaari, “Ivo Baba vako varipiko?” Jesu akavapindura achiti, “Hamundizivi uye hamuzivi Baba vangu. Dai maindiziva mazivawo Baba vangu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino ʋakati kwaari: Ƃaɓa ʋako ʋaripiko? Jesu akapindura, akati: Hamundiziʋi ini, kunyaŋge naƂaɓa ʋaŋgu ʋo; ɗai maindiziʋa ini, maiziʋa ʋo naƂaɓa ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Zvino vakati kwaari, “Baba vako varipiko?” Jesu akapindura, akati, “Hamundizivi ini, kunyange nababa vanguo; dai maindiziva ini, maizivawo nababa vangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati kwaari, “Ivo Baba vako varipiko?” Jesu akavapindura achiti, “Hamundizivi uye hamuzivi Baba vangu. Dai maindiziva mazivawo Baba vangu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakati kwaari, “Ivo Baba vako varipiko?” Jesu akavapindura achiti, “Hamundizivi uye hamuzivi Baba vangu. Dai maindiziva mazivawo Baba vangu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo vakamubvunza vakati, “Baba vako varipiko?” Jesu akapindura akati, “Hamundizivi ini kana Baba vangu. Dai maindiziva mungadai maizivawo Baba vangu.” See the chapter |