Johane 8:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Naiɀoɀo ʋaFarise ʋakati kwaari: Unoɀipupurira iwe; kupupura kwako hakuzi kwaɀokwaɗi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Naizvozvo vaFarisi vakati kwaari, “Anozvipupurira iwe; kupupura kwako hakusi kwechokwadi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 VaFarisei vakati kwaari, “Uri kuzvipupurira. Kuzvipupurira kwako hakusi kwechokwadi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 VaFarisi vakamupikisa vachiti, “Hezvo, uri kuratidza wani kuti unozvipupurira pachako; uchapupu hwako hahuna maturo.” See the chapter |