Johane 7:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Izvozvo aitaura nezvaMweya aizogamuchirwa navanotenda maari nokuti Mweya akanga asati apiwa kuvanhu nokuti Jesu akanga asati awaniswa mbiri yake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Asi iɀi wakareʋa ɀoMŋeya, waizopiwa aʋo ʋaitenda kwaari, nokuti Mŋeya wakaŋga usati waʋa’po, nokuti Jesu wakaŋga asati akudzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Asi izvi akareva Mweya, aizopiwa avo vaitenda kwaari, nokuti Mweya akanga asati avapo, nokuti Jesu akanga asati akudzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Izvozvo aitaura nezvaMweya aizogamuchirwa navanotenda maari nokuti Mweya akanga asati apiwa kuvanhu nokuti Jesu akanga asati awaniswa mbiri yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Izvozvo aitaura nezvaMweya aizogamuchirwa navanotenda maari nokuti Mweya akanga asati apiwa kuvanhu nokuti Jesu akanga asati awaniswa mbiri yake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Nokutaura uku, akanga achireva zvoMweya Mutsvene, uyo waizogamuchirwa navaya vanotenda kwaari. Nokuti Mweya wakanga usati wapiwa, sezvo Jesu akanga asati apinda mukubwinya kwake. See the chapter |