Johane 7:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 VaFarisei vakanzwa zevezeve raiitwa navanhu nezvake. Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisei, vakatuma mapurisa apaTemberi kundomusunga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino ʋaFarise ʋakanzwa ʋanhu ʋazhinji ʋaciŋuŋuna iɀoɀo pamsoro pake; ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakatuma ʋatariri kundomuɓata. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Zvino vaFarisi vakanzwa vanhu vazhinji vachigun'un'una izvozvo pamusoro pake; vapristi vakuru navaFarisi vakatuma mapurisa kundomubata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 VaFarisei vakanzwa zevezeve raiitwa navanhu nezvake. Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisei, vakatuma mapurisa apaTemberi kundomusunga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 VaFarisei vakanzwa zevezeve raiitwa navanhu nezvake. Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisei, vakatuma mapurisa apaTemberi kundomusunga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 VaFarisi vakanzwa vanhu vazhinji vachiita zevezeve rezvinhu zvakadai pamusoro pake. Ipapo vaprista vakuru navaFarisi vakatuma varindi vomutemberi kuti vandomusunga. See the chapter |