Online Bible

- Advertisements -

Johane 7:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kana muchidzingisa munhu nezuva reSabata muchiitira kuti mutemo waMosesi urege kutyorwa. Ko zvino munoshatirirwei kana ndakaporesa munhu zvokupedzeredza pamusi weSabata?

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino kana munhu aŋgadziŋgiswa nesaɓata, kuti murairo waMosesi urege kuputswa, ko imi monditsamŋira nokuti ndakaporesa munhu wose nesaɓata here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Zvino kana munhu angadzingiswa neSabata, kuti murayiro waMosesi urege kutyorwa, ko imi monditsamwira nokuti ndakaporesa munhu wose neSabata here?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Kana muchidzingisa munhu nezuva reSabata muchiitira kuti mutemo waMosesi urege kutyorwa. Ko zvino munoshatirirwei kana ndakaporesa munhu zvokupedzeredza pamusi weSabata?

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Kana muchidzingisa munhu nezuva reSabata muchiitira kuti mutemo waMosesi urege kutyorwa. Ko zvino munoshatirirwei kana ndakaporesa munhu zvokupedzeredza pamusi weSabata?

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Zvino kana mwana achigona kudzingiswa nomusi weSabata kuti murayiro waMozisi urege kuputswa, seiko muchinditsamwira nokuda kwokuti ndaporesa munhu nomusi weSabata?

See the chapter Copy

Johane 7:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements