Johane 7:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana munhu achitaura zvomusoro wake anotsvaka mbiri yake asi munhu anotsvaka mbiri youyo anenge amutuma ari pachokwadi uye maari hamuna unyengedzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Unoɀitaurira, unotȿaka kukudzwa kwake; asi unotȿaka kukudzwa kwowakamutuma, ndiye waɀokwaɗi, hapanakusarurama maari. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 “Anozvitaurira, anotsvaka kukudzwa kwake; asi anotsvaka kukudzwa kwoakamutuma, ndiye wechokwadi, hapana kusarurama maari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana munhu achitaura zvomusoro wake anotsvaka mbiri yake asi munhu anotsvaka mbiri youyo anenge amutuma ari pachokwadi uye maari hamuna unyengedzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana munhu achitaura zvomusoro wake anotsvaka mbiri yake asi munhu anotsvaka mbiri youyo anenge amutuma ari pachokwadi uye maari hamuna unyengedzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uyo anotaura zvake anoita izvozvo kuti azviwanire kukudzwa, asi uyo anoshandira kukudzwa kwaiye akamutuma ndiye munhu wechokwadi; hapana zvokunyengera paari. See the chapter |