Online Bible

- Advertisements -

Johane 7:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kana munhu ane chido chokuita zvinoda Mwari anobva aziva kuti rudzidziso urwu runobva kuna Mwari here, kana kuti ndiri kutaura zvomusoro wangu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kana munhu aciɗa kuita kuɗa kwake, ucaziʋa kana kudzidzisa uku kucibva kunaMŋari, kana ndiciɀitaurira ndimene.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kana munhu achida kuita kuda kwake, achaziva kana kudzidzisa uku kuchibva kuna Mwari, kana ndichizvitaurira ndimene.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Kana munhu ane chido chokuita zvinoda Mwari anobva aziva kuti rudzidziso urwu runobva kuna Mwari here, kana kuti ndiri kutaura zvomusoro wangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Kana munhu ane chido chokuita zvinoda Mwari anobva aziva kuti rudzidziso urwu runobva kuna Mwari here, kana kuti ndiri kutaura zvomusoro wangu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Kana munhu akasarudza kuita kuda kwaMwari, achazoona kuti kudzidzisa kwangu kunobva kuna Mwari kana kuti ndinongotaura ndoga.

See the chapter Copy

Johane 7:17

Follow us:

Advertisements

Advertisements