Johane 7:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Naiɀoɀo ʋaJuda ʋakashamiswa, ʋaciti: Munhu uyu unoziʋa seiko manyoro, ɀaasina‐kumbodzidza? See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Naizvozvo vaJudha vakashamiswa, vachiti, “Munhu uyu anoziva seiko mabhuku, zvaasina kumbodzidza?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaJudha vakashamiswa nazvo vachiti, “Ko munhu uyu akawanepiko ruzivo rwaanarwo iye asina kudzidza?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 VaJudha vakashamiswa uye vakabvunza vakati, “Murume uyu akawana ruzivo rwakadai seiko iye asina kudzidza?” See the chapter |