Online Bible

- Advertisements -




Johane 7:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi pamusana pokutya vaJudha hapana aitaura pachena nezvake.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Kunyaŋge ɀakaɗaro kwakaŋga kusinomunhu waitaura pacena pamsoro pake, nokuti ʋakatya ʋaJuda.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Kunyange zvakadaro kwakanga kusina munhu aitaura pachena pamusoro pake, nokuti vakatya vaJudha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi pamusana pokutya vaJudha hapana aitaura pachena nezvake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi pamusana pokutya vaJudha hapana aitaura pachena nezvake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi kwakanga kusina munhu aitaura izvozvo pachena nokuda kwokutya vaJudha.

See the chapter Copy




Johane 7:13

Follow us:

Advertisements


Advertisements