Johane 7:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ɀino ʋaJuda ʋakamutȿaka pamutambo, ʋakati: Uripiko iye? See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Zvino vaJudha vakamutsvaka pamutambo, vakati, “Aripiko iye?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 VaJudha vakanga vachimutsvaka pamazuva makuru iwayo vachiti, “Ko ari kupiko?” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Zvino vaJudha vakamutsvaka uye vakabvunza paMutambo kuti, “Murume uya aripiko?” See the chapter |