Johane 7:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakoma navanun'una vake pavakaenda kumazuva makuru aya iye akazoenda zvechiverevere, zvisingaonekwi navanhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino ʋanuŋuna ʋake ʋakati ʋakwira kumutambo, iye akabva okwira ʋo, asiŋgaendi pacena, asi paneŋge sapakaʋanda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Zvino vanun'una vake vakati vakwira kumutambo, iye akabva okwirawo, asingaendi pachena, asi panenge sapakavanda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakoma navanun'una vake pavakaenda kumazuva makuru aya iye akazoenda zvechiverevere, zvisingaonekwi navanhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakoma navanun'una vake pavakaenda kumazuva makuru aya iye akazoenda zvechiverevere, zvisingaonekwi navanhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Zvisinei hazvo, shure kwokuenda kwavanunʼuna vake kuMutambo, iye akazoendawo, kwete pachena, asi muchivande. See the chapter |