Online Bible

- Advertisements -

Johane 6:64 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

64 “Asi pane vamwe venyu vasingadaviri. Chaimupa kudaro ndechokuti Jesu aiziva kubvira pokutanga kuti ndavanani vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

64 Asi ʋamŋe ʋenyu ʋari’ko ʋasiŋgatendi; nokuti Jesu wakaŋga aciziʋa kubva pakutaŋga, kuti ʋaisatenda ndiʋanani, ʋuye kuti ndiani waizomupandukira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

64 Asi vamwe venyu variko vasingatendi;” nokuti Jesu akanga achiziva kubva pakutanga, kuti vaisatenda ndivanaani, uye kuti ndiani aizomupandukira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

64 “Asi pane vamwe venyu vasingadaviri. Chaimupa kudaro ndechokuti Jesu aiziva kubvira pokutanga kuti ndavanani vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

64 “Asi pane vamwe venyu vasingadaviri. Chaimupa kudaro ndechokuti Jesu aiziva kubvira pokutanga kuti ndavanani vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

64 Asi vamwe venyu varipo vasingatendi.” Nokuti Jesu akanga achiziva kubva pakutanga kuti ndivanaani pakati pavo vakanga vasingatendi uye kuti ndiani aizomupandukira.

See the chapter Copy

Johane 6:64

Follow us:

Advertisements

Advertisements