Johane 6:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Mŋeya ndiye unoraramisa, nyama hainamaturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mŋeya noʋupenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200263 Mweya ndiye anoraramisa, nyama haina maturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mweya noupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Mweya ndiye anopa upenyu, nyama haina chainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndiwo mweya, uye ane upenyu. See the chapter |